Letras
hee heee
isa master TG
moyo wangu ndakakupa ukatambisa ,
kubvunza deboy wandinosimbisa,
takakutevera ukandirasisa ,
izvezvi chimira ndimbokuonesa,
Kuchikoro Wanindaikuendesa,
homework wani ndakuitisa,
mumwe mukomana akakutizisa,
izvezvi zvirikunzi arikukumamisa,
Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
izvezvi zvirikunzi urikuinyimwa Mari.
izvi ndizvo zvinoita chifinhu,
wakasiya wandivengesa nevanhu,
ukatiza ukanowira mudziva,
inga taifara tichitoita kunge njiva,
waifunga uri wega ukaitwa mainini,
izvezvi wakundichemera wakuda inini,
wavekuda kuti titange panyuwani,
sorry zvako ndakatoita muvhu on.
Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
izvezvi zvirikunzi urikuinyimwa Mari.
hee kushata kwezvimwe ndiko kunaka kwezvimwe,
pawakandiramba musikana ndakroora mumwe,
basa Riya ndakasiya ndavanerimwe,
rinoita kuti madhiringi timwe,
izvezvi tavekugara tine mufaro,
handichabatewo piki kana foshoro,
ndavewo mupfumi andisisiri razaro,
kundirambira munhu ane fesi inenge chivharo.
Saka Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
izvezvi zvirikunzi urikuinyimwa Mari,
Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
nezimusoro rako rakaita hari.
hee hee master TG again
deeboy , elbha
osika, mufaro
muriseiko ma guys angu.
isa master TG
moyo wangu ndakakupa ukatambisa ,
kubvunza deboy wandinosimbisa,
takakutevera ukandirasisa ,
izvezvi chimira ndimbokuonesa,
Kuchikoro Wanindaikuendesa,
homework wani ndakuitisa,
mumwe mukomana akakutizisa,
izvezvi zvirikunzi arikukumamisa,
Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
izvezvi zvirikunzi urikuinyimwa Mari.
izvi ndizvo zvinoita chifinhu,
wakasiya wandivengesa nevanhu,
ukatiza ukanowira mudziva,
inga taifara tichitoita kunge njiva,
waifunga uri wega ukaitwa mainini,
izvezvi wakundichemera wakuda inini,
wavekuda kuti titange panyuwani,
sorry zvako ndakatoita muvhu on.
Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
izvezvi zvirikunzi urikuinyimwa Mari.
hee kushata kwezvimwe ndiko kunaka kwezvimwe,
pawakandiramba musikana ndakroora mumwe,
basa Riya ndakasiya ndavanerimwe,
rinoita kuti madhiringi timwe,
izvezvi tavekugara tine mufaro,
handichabatewo piki kana foshoro,
ndavewo mupfumi andisisiri razaro,
kundirambira munhu ane fesi inenge chivharo.
Saka Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
izvezvi zvirikunzi urikuinyimwa Mari,
Aya ndiwo matongero amwari,
wakasiya wandivengesa nehama neshamwari,
pasina nguva wabvawatongochiva Mari,
nezimusoro rako rakaita hari.
hee hee master TG again
deeboy , elbha
osika, mufaro
muriseiko ma guys angu.