snta cover art

Created Jun 3, 2026

Lyrics

Asi dai ndaikwanisa kuchinja nguva
Ndaifa newe same time toiswa muguva

Koo munhu ivhu ndaiva huruva
Asi wakangondida zvandisina kuziva

Dai ndaikwanisa kupauser zuva
Patime yedu tichazembera chipfuva

Semunhu ndinotryer unozviziva
Asi rudo rwangu pauri ndaruchiva

Dai ndaikwanisa kupedza zuva
Rangu rese usipo mudiwa

Umwe wangu chinzwa zvaurikuda kuziva
Mumoyo unopinza jeri nekubuda